Mupurwa (monitor lizard) imhuka yakafanana nedzvinyu asi iyo iri hombe. Mupurwa uri pamupanda wemhuka dzinokambaira uye unowanikwa munyika yeZimbabwe.