Mupfunga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMupfunga wemvura)

Mupfunga (vapour in English) izwi rinoreva madonhwe ari mumhepo akataramukana kuita gasi. Kusiyaniswa kuripo pakati pegasi nemupfunga ndekwekuti puresha yemupfunga inokwanisa kukwidza ugoshandurwa kuva godo kana mutuvi pasina kudzikiswa hujoto.

Nekune rimwe divi gasi harikwaniswa kutsindirwa rikabundira kuita mutuvi kana godo pasina kudzika kwehujoto.