Muny'atira

Kubva Wikipedia

Muny'atira (Absorbent in English) zvinoreva icho chinokwanisa kusveta mvura kana umwe mutuvi, icho chichibva chatota mutuvi uchipinda machiri. Somuenzaniso tishu tinofanirwa kuny'atira kuti ribate apo munhu anofura dzihwa.