Muchidzidzo Pimanyika, mukwava (vertex, corner kuEnglish) izwi rinoreva panosangana mitsetse miviri kana zviso zviviri - (where two surfaces or lines meet to form an angle).
Panosangana marata akapfirira imba pasi pechisuvi pane mukwava pakati pemarata iwayo.