Mukana (Wokuita)

Kubva Wikipedia

Mukana kana kuti chinambo (opportunity) kuwanikwa kana kuvapo kwegwanza rokuti munhu angapinda naro pakava nepundutso.