Mujenya (dare)

Kubva Wikipedia

Kana nhau ichinge yakandwa mujenya kureva kuti yasumwa kudare paruzhinji kuti dare ripe mazano ekuti nhau yacho ingafambiswa sei

Nyaya yako toikanda mujenya kuti itsengwe.