Mujawo (race in English) zvinoreva makundano ekumhanya kungava kwevanhu kana kwemhuka. Mhuka dzinoita makundano ekumhanya dzinosanganisira: bhiza, imbwa, mbongoro.