Mugomo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Puts.jpg

Mugomo (water bucket) zvinoreva bhagidhi rinoshandiswa kutakura mvura kubva kutsime kuenda kudzimba. Mazuvano vazhinji vava kushandisa mugomo wakagadzirwa nerata kutakura mvura - nekumwe kutaura mugomo ndiwo wave chirongo chemazuva ano.