Mufundisi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Mufundisi (Pastor in English) munhu anoita basa rokudzidzisa Shoko raMwari muChitendero chechiKristu zvikurusei muKereke dzisiri Roman Catholic. Vafundisi vazhinji vanhurume asi mamwe maKereke ave kutendera Vafundisi vechikadzi. Kushimanda

Mabasa anoitwa naMufundisi anosanganisira:

  • Kudzidzisa shoko raMwari.
  • Kunamatira vanhu muKereke.
  • Kuchatisa vanenge vachiroorana.
  • Kuviga vatendi vanenge vafa.

Vafundisi veKereke zhinji vanotenderwa kuroora asi VeRoman Catholic havatenderwe kutora madzimai. Mafundisi veRoman catholic vanodanwa kunzi Fata kana kuti "Father" kuEnglish.