Mudodo

Kubva Wikipedia

Mudodo (slim, lightly built person) zvinoreva munhu mutete.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaZigula vanoti udodo (littleness; smallness; youngness; singularity; small amount or small number) kureva hudiki kana hushoma.
  • Baila vanoti tushimbi tukofu (thin little girls) kureva tusikana tutete.
  • VaTsonga vanoti tsongo (little, small). Mamwe mazwi: xitsongo (n. minor). Fananidzai nokuti kutsonga?