Motoro

Kubva Wikipedia

Muhushangazhi hwemugodhi, motoro zvinoreva kudurunhuru kunorasirwa manyara pamwe nemambara asina simbi yakakosha. Manyara anoraswa aine chimiro chakasiyana: imwe nguva anenge ari mavhinga; imwe nguva anenge akatsetseka achipombwa nepombi.