Mhuru (calf in English) izwi rinoshandiswa kutaura mwana wemhuka dzinosanganisira mombe, nzou; nyati nedzimwewo. Mhuru inotaurwa kazhinji pamhuka dzine mumhu mukuru.