Mhuka dzinozeya

Kubva Wikipedia

Mhuka dzinozeya dzinoti kana dzadya dzamedza dzinozoita nguva yadzinodzosa chikafu chiya mukanwa dzochitsnga zvakare; uku ndiko kunonzi kuzeya.

Tsitsa dumbu rekutanga remhuka inozeya. Vamwe vatauri vanoti chasua.

Chahomwe idumbu rechina pamhuka dzinozeya semombe nenyati.