Mhondi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo cheMutemo, mhondi zvinoreva munhu akauraya mumwe munhu achiziva achida; apa zvichitaura kuuraya munhu asina mhosva yaakapara inotongerwa rufu, uye kuuraya kusiri kwehondo.