Mhandamabwe

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Rock crusher jaws.jpg

Muhushangazhi hwemugodhi, mhandamabwe (crushers in English) zvinoreva michina inoshandisa simbi dzikukutu kupwanya matombo makuru anobva pasi pemugodhi. Matombo echitofu anenge aputitswa pasi pemugodhi anobuditswa akakura kuita 20-60 cm. Matombo aya anotsemurwa nemhandamabwe dzinorova nekumanika matombo aya pakati pesimbi dzikukutu, izvi zvichikonzera matombo aya kuti atsemuke. Panozopera basa remhandamabwe, matombo anenge apwanyiwa atsetseka kuita 2-5 cm.