Mhana-mhana

Kubva Wikipedia

Mhana-mhana izita rechiManyika rinoreva imwe mhando yembeva inemitsara pamusana. Mbeva iyi nozivikanwa nekumhanya uye ndiyo inomhanya kupfuura dzimwe dzese. Pachirungu inodanwa kuti rhabdomys.