Mhakure

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Mhakure

Mhakure kana mbazarucho (Egyptian Cobra) inyoka inowanikwa mudunhu reAfrica ine huturu hwakaipa kunyanya.