Mawuto vanhu vanoita basa rekudzivirira nyika kuvavengi vachigara vakagadzirira kurwira nyika nezvombo.