Moritani

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMauritania)
الجمهورية الإسلامية الموريتانية Al-Yumhūriyya al-Islāmiyya al-Mawrītāniyya République Islamique de Mauritanie
National motto: Honneur, Fraternité, Justice

Moritani (kureva Mauritania, Ara: موريتانيا, Mūrītānyā, Fur: Mauritanie; Bher: Agawej or Cengit; Chipulaa: 𞤃𞤮𞤪𞤭𞤼𞤢𞤲𞤭 Moritani; Chiworofu: Gànnaar), pachihofisi inonzi Rudhende rwe Ruyisalama rwe Moritani (Ara: الجمهورية الإسلامية الموريتانية), inyika uye muvuso we uamire wakagadzikwa kuMaodzanyembaemadokero e Afurika. Yakaganhurwa ne Gungwa re Atlandiki, Sahara Madokero kumaodzanyemba ne kumaodzanyembaemabvazuva, Arujeriya kumaodzanyembaemabvazuva, Maari kumabvazuva ne kuchamhembekwemabvazuva, uye Senegari kuchamhembekwemadokero. Moritani ndiyo nyika ye chiguminerimwe pakukura muAfurika, uye huwandu 90 we teritori yayo wakagadzikwa muSahara. Huwandu hwe vagari vayo hunosvika 4.4 miriyoni vanogara muchikamu chiri temperate kuchichamhembe kwe nyika yachona, ine mufunge motsi-chitatu (1/3rd) yehuwandu hwevanhu hwakanyanyo zara kugutaguru rayo, Nouakchott, yakagadzikwa kugombe re Ruatlandi.

Mitauro ye Afurika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bambara vanoti saheli (n. north) kureva maodzanyemba.
  • Shoko rokuti Uamire riri kumirira shoko rokuti "sovereign', riri kutorwa pashoko rokuti Changamire.[1]

Mabviro eruzivo:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://glosbe.com/en/sn/sovereign

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze