Matyamvura

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Drops I.jpg

Shoko rokuti matyamvura (hydrophobic in English) rinodudza kuti chinhu hachidi kubatana nemvura kana kunyungudika mumvura. Muenzaniso watinoona ndewe petrol kuti haidi kunyungudika kana kusangana nemvura.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro