Maturo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Izwi rokuti maturo (making sense) rinoreva tsarukano, musoro, pfungwa, shumo.

Mukutaura kazhinji kunonzi hazvina maturo kureva kuti It does not make sense.