Dombo
From Wikipedia
(Redirected from Matombo)
Dombo (rock in English) imhando yegodo rinowanikwa Pasirose. Matombo ane marudzi akasiyana ose akagadzirwa nokuwumbana kwezvinhu zvinosanganisira muchegwa, madzinde akafa, Ivhu rakakukurwa rikazowumbana, manyau echikwatamabwe nezvimwewo.
Matombo akakosha pakuti anoshandiswa: kuvaka dzimba, kuveza mifananidzo, uye kukorora simbi kubva maari.
Contents |
Marudzi ematombo [chinja]
Matombo echikwatamabwe [chinja]
Igneous rocks
Matombo emadzamba [chinja]
Sedimentary rocks
Matombo eruvandudzo [chinja]
Metamorphic rocks