Dunhu reMasvingo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMasvingo Province)
Mepu yeZimbabwe ine dunhu reMasvingo riri rweruvara dzvuku
Zvikwata zvedunhu reMasvingo

Dunhu reMasvingo rimwe rematunhu gumi ari munyika yeZimbabwe. Guta reMasvingo ndiro guta guru redunhu.

Dunhu reMasvingo riri pedyo neMasvingo eZimbabwe. Guta reMasvingo kusvika mugore ra1982 raimbonzi Fort Victoria. Zita raro ndokubva razoshandurwa kwenguva pfupi rakunzi Nyanda. Mushure memwedzi mishomanini rakasoshandurwa zvakare rakunzi Masvingo sezvo zita rekuti Nyanda raisanyatsoita kumunhu wese.

Dunhu reMasvingo ndiro rekutanga kusvikwa nevachena pavakauya kuzopamba nyika yeZimbabwe.

Dunhu reMasvingo mugore ra2002 raive nehwuwandu hunozsvika mirioni imwe nezviuru mazana matatu (1 300 000). Masvingo iri makiromita mazana maviri nemakumi mapfumbamwe nemaviri kubva muHarare rinova guta guru reZimbabwe. Vanhu vazhinji vanogara mudunhu reMasvingo maKaranga.

Maruwa eMasvingo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zunde reMasvingo rakaumbwa nemabuwa manomwe anoti:

Image gallery[chinjirudza | chinjirudza mabviro]