Marudzi aShem

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Afroasiatic languages-en.svg

Kutaura kwekuti Marudzi aShem rinobva pazita roumwe wevanakomana vatatu vaNoah vanotaurwa muBhaibheri. Noah akanga aine vanakomana vatatu vanoti: Shem, Ham naJapheth (Genesis 5.32, 6.10).

Kubva pana Shem ndipo pakaberekwa Abraham (Genesis 11.10-28), Abraham akazobereka rudzi rwemaJudah nemaArab.