Manyukira

Kubva Wikipedia

Manyukira (Tropical ulcer) zvinoreva duzu rinoitika pamuviri wemunhu zvikuru sei kunyika dzinopisa. Vamwe vanoti ndyonga kana manyuku.