Manhikatika

Kubva Wikipedia

Manhikatika (Uneven distribution, varying) zvinoreva zvinhu kana vanhu zvine chimiro kana mafambiro asina kuti chechetere, asina kutwasuka.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Handidi kuti muite manhikatika mukufora. Izvi zvichireva kuti vanhu vari kufora vasiri pamutsetse wakatwasuka kan kuti vamwe vachisarira shure .
  • Rukweza urwu akarwudyara manhikatika. Izvi zvichireva kuti pamwe rwakawanda pamwe rwakashomeka.