Maruta (nyika)

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMalta)
Republic of MaltaRepubblika ta' Malta
Rwiyo: L-Innu Malti, "The Maltese Hymn"

Maruta (kureva Malta, Chimaruti: Repubblika ta' Malta) kana Marita, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Maruta, ichitsuwa chenyika chiri muMubatanidzwa we Yuropu inosanganisa akipelaho ye Bhahari re Medhiteraniya, uye inoonekwa sechikamu che Yuropu ye Chamhembe. Inorara 80 km (50 mi) kuchamhembe che Sisili (kureva Sicily) muItari, nenyika mbiri dze muAfurika, kutanga ne Tunisia kumabvazuva iri 284 km (176 mi), uye 333 km (207 mi), Ribhiya ku maodzanyemba. Mitauro ye uhofisi inosanganisa Chimaruti ne Chingezi, uye 66% yehuwandu we Vamaruti inogona Chiitari.

Gutaguru rayo iValletta.


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi