Madamvura

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti chidamvura (hydrophilic in English) rinodudza kuti chinhu chinoda kubatana nemvura uye kunyunguduka mumvura. Muenzaniso watinoona ndewe munyu (salt) kuti inonyungudika zviri nyore mumvura.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro