Kuyamuka

Kubva Wikipedia

Kuyamuka (prosper, do well) zvinoreva kukunda mumabasa awunoita zvikurusei takatarisa pakuberekana nekuwanda kwezvibereko kana mari. Vamwe vatauri vangati kubudirira, kukupuka kana kupfuma.