Kusvira

From Wikipedia

Jump to: navigation, search

Kusvira zvinoreva kuti mboro yemunhurume inopinda musikarudzi yemunhukadzi, murume otunda mbeu. Nenguva dziri kure vakadzi vanotundawo, asi unenge watosvira kwenguva yakati rebei. Kusvira kunowanzokonzera mimba kunze kwekunge munhu akasvira akapfeka condom kana kuti akatundira kunze. Vamwe varume havadi kutundira kunze nekuti vanoti zvinenge zvafanana nebonyora. Vanoda kutundira mumunhu.