Kusuduruka

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kusuduruka (move away, diverging) rinoreva kuwedzera nhambwe iri pakati pezvinhu zviviri zviri kutaurwa pamusoro pazvo. Kusuduruka hakuneyi kuti zviri kusuduruka kuenda divi ripi, chero kuri kuwedzera nhambwe chete.


Shoko iri richange rakakosha pakuturikira inonzi divergence kuEnglish, rinova shoko rinoreva kupararana kwenzira dziri kuteverwa nezvinhu.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]