Kusasa

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kusasa (sprinkling muChirungu) rinoreva kumwaya mvura kana chimwe kachaita semvura. Pakusasa mvura inosvikobata semadonhwe painomhara.

Kurerutsa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mbuya vakasasa mvura yakanga iri muchirongo pachivanze vasati vatsvaira kuti pasaita huruva.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLenje vanoti kumwaya (Scatter, disperse, spread about) kureva kumwaya.
  • VaLenje vanoti kumwaya (demolish, destroy, break up in pieces) kureva kupwanya.
  • VaZigula vanoti kumwaga (v. scatter; spray; sprinkle) kureva kumwaya.
  • VaWabo vanoti owaza (v. sprinkle) kureva kumwaya.

.