Kurumikidza

Kubva Wikipedia

Kurumikidza (bring together) zvinoreva kuunza zvinhu pamwe kuti zvibatana zvigova chinhu chimwe. Iri izwi rinokwanisa kushanda panonzi assemble. Kana zvinhu zvanamwa nenamo (glue) zvinenge zvaitwa kurumatidzwa.