Kurudzura

Kubva Wikipedia

Kurudzura (cause to return) zvinoreva kukonzera chinhu kana munhu kuti chidzoke apo chambenge chiri.

Iri shoko ringagona kushanda pakuturikira recyling.