Kuringanisa

Kubva Wikipedia

Kuringanisa (arranging in order, coordination, adapt) zvinoreva kubatanidza mashandiro emapazi kuti abate mabasa achidyidzana, kubatirana nekuwirirana.

Kutungamidza kana kudungamidza (to arrange in order of succession) zvichireva kuronga zvinhu nemwero wekutevedzana kwazvakafanira kuva.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatauri vaYao vanoti kulinganya (arrange, adjust).
  • VaLugwere neVaLugungu vanoti kupanga (v. arrange, organise, align, queue or line up; put such that in a certain order or arrangement).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kuringaniza (to put in order) kureva kuringanisa.