Kuravana
Shoko rokuti kuravana (to do in turns; alternate) rinoreva kuita basa kana kugara chigaro nemutowo wokuti vanhu vanopana majanha ekubata basa iri kana kutonga pachigaro ichocho.
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Burimhuri (Alternate action).