Muradanuro
From Wikipedia
(Redirected from Kuradanurwa)
Muchidzidzo masvomhu, kuradanuka (Exponentiation in English) chiitiko chinonyorwa sezvizvi, bn, chinotora nhamba mbiri, hwaro b ne muradanuri (kana munongedzo) n. Kana n ari nhamba izere uye ari nhamba yakakura kudarika zero, kuradanura kwakafanana nokudzokorora rutsamo. Izvi zvinonyorwa sezvizvi:
zvinoda kunofanana ne kuunga kunova kunodzokorora wedzaniso:
Kurerutsa Mutauro
Zvakakosha kuti pave nekuturikirwa kwemazwi anoshandiswa kuEnglish kuti kutaura kureruke sezvizvi:
- 5th power of 10 tinenge toti pawa rechishanu ra gumi.
- 2 exponent 5 anenge onzi mbiri nomunongedzo shanu.
- b raised to the power n inoturikirwa ichinzi b achisimudzwa nepawa rechi n.
- 10 to the third power inonzi gumi kupawa rechitatu.
Tsika [chinja]
Mukutaura kwemazuva ose kuradanura zvinoreva kurebesa tambo nenzira yokubhedhenura kana kumononora - (uncoil).

