Kupfura (simbi)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
2009 - fête médiévale - Provins - un forgeron.JPG

Kupfura simbi zvinoreva kushanda nesimbi ichirohwa nenyundo kana chimwe chinhu chinorema nechinangwa chokuti simbi iyi ive nechiumwa chiri kudikanwa nemupfuri. Vanopfura vanokwanisa kunge vari kugadzira zvinotevera: pfumo; demo; badza; mbezo; museve; muromo wegejo kana dzimwewo simbi dzinopfurwa muhushangazhi mazuva ano.

Zisimbi rinogadzikwa pasi rinoshaniswa nemupfuri paanorova simbi dzake nenyundo rinonzi ndudzo - anvil.