Kunyesvura

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kunyesvura rinoreva kuchera chikamu chiduku kazhinji nechinangwa chokuraidza - apa kazhinji panenge pachirehwa chinhu chine chimiro kana humbe yemvura chakadai semukaka, doro, waini kana maheu. Vamwe vatauri vangati kunyengura.

Kuumba Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira inonzi sampling or sample kuEnglish - apa tisisatarise chinhu chine humbe yemutuvi chete asi chero chinhu chinotorwa nechikamu chidiki kuti vanoraidza vazive kuti bhodho rose rakaumbwa zvakadii.

  • Runyesvu inenge yoreva sample.