Kunyedza

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo fundoyetsimba shoko rokuti kunyedza (motion in English) rinoreva kusuduruka kwechinhu nekupfuurira mberi kwenguva. Kunyedza kunopimwa zvichibva panzvimbo yokutanga inozivikanwa kuenda pane imwe yepiri yave kuzivikanwa zvakare. Shoko rokuti kunyedza ratorwa kuchiKorekore kwavanotaura vachiti "Nyedza uko" kureva kuti "swedera uko" kana kuti "move over".