Kumbanidza

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kana zvichinzi kumbanidza kana kukumanidza (1. Combine; 2. join together; 3. Mix together; 4. Add together) zvinoreva kugadzira chinhu chimwe mushure mokusanganisa kana kubatanidza zvinhu zviviri kana kudarika.

Kurumatidza (attach, join) rinoreva kubatanidza zvinhu zviviri kuti zvive pamwe kana kuva sechinhu chimwe.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kumbanidza mombe dzose dzedzoro redu uende nadzo kumafuro.
  • + chikumbanidzo kana chisusukidzo chinotaridza kukumbanidza kwenhamba kana tichiita masvomhu.