Mabvazuva kweChamhembe

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKumabvazuva kwechamhembe)

KuMabvazuva kweChamhembe (South East in English) ndirwo rudzivo rwunoti kana munhu akatarisa kuChamhembe, anofanira kutenderera gonya rinokwana 45o achinanga kuMabvazuva. Rudzivo urwu rwuri 45o kubva kuChamhembe, uye 45o kubva kuMabvazuva.

Nokumwe kutaura tingati kunonzi, kuChamhembe kwakadziva kuMabvazuva.