Kukuva

Kubva Wikipedia
  • Kukuva (gather together) - Kuva rukweza ruri paruware: gather up the millet that has been spread out to dry on the rock.
  • Kukuva (come to an end) - Muhacha wakuva: the muhacha tree has come to the end of its fruit-bearing for this season.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGwere vanoti kubbiira kana kubbiirya (v. amass, accumulate, stack, pile, crowd, heap, gather together) vachireva kukuva.
  • VaGwere vanoti kwebbiirya (v. congregate, converge) vachireva kuungana.
  • Kimbundu vanoti múkua (n. endowed with; possessor of). Mamwe mazwi: múkua jisonhi (bashful; embarrassed; shy). Múkua kilêngu (impatient, eager, restive, forward).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.