Kukapura

Kubva Wikipedia

Kukapura (Skim) zvinoreva kuyerura zvinhu zviri mupoto kana chirongo uchitora zviri pamusoro chete.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kapura makoko ari mupoto iri pamoto - kureva kubvisa makoko ari pamusoro.
  • Kapudza furo riri mukapu yemaheu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti engula (1. Skim off, remove scum; 2. Elicit detailed information). MaZulu vanoti isiengulo (Ladle for skimming or removing scum).
  • MaZulu vanoti umengulo (1. Scum, beer skimmings, skimmed cream; 2. Small quantity of beer taken from the surface of a larger quantity for private drinking).
  • Kinande vanoti erigelúla (v. skim, separate from liquid by filtration or simply by pouring out the floating liquid).
  • VaMaconde vanoti yelula (v. arise and go) kureva kusimuka. Maconde vanoti yeloka (v. slope upwards).