Kufasa (kumiswa)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kufasa (plugged, caused to stop) rinotaura kuti chinhu chamiswa kusvika kutadza kufamba kana kuyerera.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Havana kushanda zvakanaka muswere wose wezuva nokuti pombi yemvura yanga yakafasa nemadhaga.
  • Akafasa mabhureki kuti bhasikoro rimire asatsika vana vaitambira pamugwagwa

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLozi vanoti -fasa (to become jammed, to be full (as river or a cooking pot)) vachireva kufasa.