Kudzora

Kubva Wikipedia

Kudzora (Adjusting, restraining) zvinoreva hurongwa hwekuongorora nokuzivisana hunoitwa muhushangazhi nechinangwa chokuti zvinhu zvifambe zvichitevedza gwara rakawiriranwa kuti zvinofanirwa kufamba naro. Kuti pave nekukwanisa kudzora bundutso panofanirwa kunge paine mipimo iri kupimwa inova ndiyo inonongedza kuti zvinhu hazvisiri kufamba zvakanaka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLenje vanoti ambulula (v. retract, unsay) vachireva kudzora mashoko ambenge ataurwa.