Kudzinda
From Wikipedia
Kudzinda (reluctance, unwillingness) - rinoreva kusada kuita chinhu chiri kutaurwa.
Mwana kana achidzinda-dzinda ndiko kuzivisa vabereki kuti haasakabudirira muchikoro. Apa kureva When a child shows unwillingness to do anything at home that is a sign to his parents that he has failed at school.
Dzindi (Working against; or opposing) - Akamuti dzindi achimurevera nhema. Apa kureva He worked against him by telling lies about him.
Dzinduka (Be resistant) - Injini yeBhazi yaidzinduka kumuka mangwanani nokuti kwakanga kuri kutonhora.