Kuchingura

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti kuchingura (intercept) rinoreva kuenda kunosangana nemunhu asati asvika kwaari kuenda. Vamwe vatauri vanoti kuchingudzira.

Tsika[chinja | edit source]

  • Vasikana vaenda kunochingura ambuya vavo pabhazi kuchiteshi.
  • Vanga vari kuchingidzira mvura inonaya muberere remba.
  • Shoko rechimanjemanje rokuti kujingirisa rinodaro richitodza irori rokuti kuchingura.

Mazita emhuri[chinja | edit source]

  • Machinga, Machingura, kana Muchinguri (the interceptor) zvinoreva munhu anochingura.
  • Machingauta