Kuchichinudza

Kubva Wikipedia

Kuchichinudza (Remove many things; Cause many people or things to come out) zvinotaura kubvisa, kutamisa kana kusudurudza zvinhu zvizhinji kana vanhu vazhinji.

  • Akachichinudza nyama: he brought away a large quantity of meat.
  • Kuchichinuka (Move from, or to, a place all together. 2. Converge on one spot. 3. Sprout (many grains at same time). Masvosve anochichinuka kana ukaisa dovi padyo nomwena wawo: ants swarm out if you put some peanut butter near their nest.
  • Kuchichinura (Acquire, obtain large amount) kana kurokota Vanhu vanoenda kusero ndivo vanochichinura zvizhinji: people who go to a sale are the ones who get many things.