Kuchepa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kuchepa (Inadequate, inferior, insuufficient) ishoko rinoreva kuti chinhu hachisi kusvika pamwero wezvinodiwa, hungava hwasha, hurefu, husvinu zvichingodaro. Shoko iri rakafanana nezvinotaurwa nechivakashure sub- chinoshandiswa kuchirungu mushoko rokuti substandard.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Motokari yamuri kutaura yachepa handidi kutenga iyoyo.